Information Forum • information-3.de

Information Forum • Munhu anokuda ngegwinyiso, anozoita zviro gumi izvi

 

Information Forum

 
Information Forum • de - Deutsch • information-3.de     de • Deutsch  Deutsch |  English |  Français |  Español |  Türkçe |  Русский 

Aktuelle Zeit: Dienstag 5. Mai 2026, 06:17




Ein neues Thema erstellen Dieses Thema ist gesperrt. Du kannst keine Beiträge editieren oder weitere Antworten erstellen.  [ 1 Beitrag ] 
Autor Beitrag
 Betreff des Beitrags: Munhu anokuda ngegwinyiso, anozoita zviro gumi izvi
BeitragVerfasst: Sonntag 30. März 2025, 00:30 

Munhu anokuda ngegwinyiso,
anozoita zviro gumi izvi:


1. Vanozogara veizwa kuda kukunyorera mameseji, kukudaidza, kana kukuona.

2. Unozoita munhu wekutanga wavanofunga mangwanani uye wavanosuwa.

3. Vanozobvunza nge ndaa yekuti uri kuenda kupi ne kuti uri nani, haiwa nge ndaa yekuzvidzora, asi nge ndaa yekudzingwarira.

4. Hazvina mhosva kuti vakabatikana zvakadii, vanogara vachiwana nguva yekukuitira.

5. Vachakushamisa ngezvipo zvidoko, kuti vangoisa smile pachiso chako.

6. Vanokarakadza zviro zvidoko pamusoro pako, kudai nge chikafu chaunodakarira kana kuti unodakarira sei kofi yako.

7. Vanotenda mwauri, vanotsigira zviroto zvako, nekukukurudzira kuti uve munhu wakanaka.

8. Kana uri kushungurudzika, vanoedza kukudakadza kana kukuteerera chete.

9. Vanodada ngekuva newe parutii pavo nekukuziisa anhu akakosha maningi muhupenyu hwavo.

10. Vanogara parutii rwako, munguwa dzakanaka nedzakaipa, ngekuti rudo rwechokwadi haruna chikonzero.



Diesen Beitrag melden
Nach oben
  
Mit Zitat antworten  
Beiträge der letzten Zeit anzeigen:  Sortiere nach  
Ein neues Thema erstellen Dieses Thema ist gesperrt. Du kannst keine Beiträge editieren oder weitere Antworten erstellen.  [ 1 Beitrag ] 


Wer ist online?

Mitglieder in diesem Forum: 0 Mitglieder und 7 Gäste


Du darfst neue Themen in diesem Forum erstellen.
Du darfst Antworten zu Themen in diesem Forum erstellen.
Du darfst deine Beiträge in diesem Forum nicht ändern.
Du darfst deine Beiträge in diesem Forum nicht löschen.
Du darfst keine Dateianhänge in diesem Forum erstellen.

Suche nach:
Gehe zu:  


 

Kartenlegen
Hilfe bei Liebeskummer


www.miomai.de



 

Hellsehen

hellseher-kartenleger.de



 


Nürnberg Tarot Privat




Bremerhaven |  Hamburg |  Lübeck |  Wuppertal |  Augsburg |  Freiburg |  Leverkusen |  Trier |  Ulm
Darmstadt |  Stuttgart |  Würzburg |  Heidelberg |  Bochum |  Offenbach |  Paderborn Dortmund |  Frankfurt
Mannheim |  Düsseldorf |  Wiesbaden |  Nürnberg |  Krefeld |  Duisburg |  Köln |  Aachen |  Kassel



 

information-3.de |  Impressum  |  Kontakt  |  andere Sprachen | 

Datenschutzrichtlinie  |  Nutzungsbedingungen

Powered by phpBB® Forum Software © phpBB Group
Deutsche Übersetzung durch phpBB.de