系統訊息 版面 • information-3.de

系統訊息 版面 • Munhu anokuda ngegwinyiso, anozoita zviro gumi izvi

 

系統訊息 版面

 
系統訊息 版面 • zh-tw - 正體中文 • information-3.de     zh-tw • 正體中文  Deutsch |  ภาษาไทย |  正體中文 |  简体中文 |  Tiếng Việt |  日本語 

現在的時間是 星期二 21. 四月 2026, 18:15




發表新文章 這個主題已被鎖定,您不能編輯或回覆這個主題。  [ 1 篇文章 ] 
發表人 文章
 文章主題 : Munhu anokuda ngegwinyiso, anozoita zviro gumi izvi
文章發表於 : 星期天 30. 三月 2025, 00:30 

Munhu anokuda ngegwinyiso,
anozoita zviro gumi izvi:


1. Vanozogara veizwa kuda kukunyorera mameseji, kukudaidza, kana kukuona.

2. Unozoita munhu wekutanga wavanofunga mangwanani uye wavanosuwa.

3. Vanozobvunza nge ndaa yekuti uri kuenda kupi ne kuti uri nani, haiwa nge ndaa yekuzvidzora, asi nge ndaa yekudzingwarira.

4. Hazvina mhosva kuti vakabatikana zvakadii, vanogara vachiwana nguva yekukuitira.

5. Vachakushamisa ngezvipo zvidoko, kuti vangoisa smile pachiso chako.

6. Vanokarakadza zviro zvidoko pamusoro pako, kudai nge chikafu chaunodakarira kana kuti unodakarira sei kofi yako.

7. Vanotenda mwauri, vanotsigira zviroto zvako, nekukukurudzira kuti uve munhu wakanaka.

8. Kana uri kushungurudzika, vanoedza kukudakadza kana kukuteerera chete.

9. Vanodada ngekuva newe parutii pavo nekukuziisa anhu akakosha maningi muhupenyu hwavo.

10. Vanogara parutii rwako, munguwa dzakanaka nedzakaipa, ngekuti rudo rwechokwadi haruna chikonzero.



檢舉此文章
回頂端
  
引用回覆  
顯示文章 :  排序  
發表新文章 這個主題已被鎖定,您不能編輯或回覆這個主題。  [ 1 篇文章 ] 


誰在線上

正在瀏覽這個版面的使用者:沒有註冊會員 和 1 位訪客


可以 在這個版面發表主題
可以 在這個版面回覆主題
不能 在這個版面編輯您的文章
不能 在這個版面刪除您的文章
不能 在這個版面上傳附加檔案

搜尋:
前往 :  


 

Wahrsagen
Hilfe bei Liebeskummer


www.miomai.de



 

Kartenlegen

Privat Kartenlegen



 


Frankfurt Hellsehen Privat




Bremerhaven |  Hamburg |  Lübeck |  Wuppertal |  Augsburg |  Freiburg |  Leverkusen |  Trier |  Ulm
Darmstadt |  Stuttgart |  Würzburg |  Heidelberg |  Bochum |  Offenbach |  Paderborn Dortmund |  Frankfurt
Mannheim |  Düsseldorf |  Wiesbaden |  Nürnberg |  Krefeld |  Duisburg |  Köln |  Aachen |  Kassel



 

information-3.de |  出版者  |  聯繫  |  其他語言 | 

隱私政策  |  使用條款

Powered by phpBB® Forum Software © phpBB Group
正體中文語系由 竹貓星球 維護製作